Harare CBD: Munyaya inorwadza, murume wechidiki owanikwa akapondwa, ropa rakazara pasi November 26, 2024 admin CBD 33 Murume awanikwa akafa mu Harare CBD at corner of Nelson Mandela Avenue & Simon Muzenda Street “Zvinorwadza zvi vanhu …
Ko mhondi dzese dzirikuuraya dzadii kunouraya mnangagwa.hama dza Atwel mutsai mwana.muridzi wemota nganyatso bvunzwa nenyaya iyoyi futi Reply
Maybe, the Government should reconsider capital punishment, this might lessen the brutal killing of innocent citizens. Reply
Plus kana wasangana nematsotsi usada kurwisana navo vape zvavarikuda vaenda, kana iri phone unozotenga imwe, zvino hupenyu hautengeki Reply
That area has cctv and most likely they are not robbers there is a club nearby and I am sure that's where the fracas started Reply
I hope other drivers make use of those dash.cams at least paiita trace yekuti who were the last people to be in contact with him MHSRIP 🕊😿 Reply
Mdara ane hat uyo akakwana here nhaimi
Ko mhondi dzese dzirikuuraya dzadii kunouraya mnangagwa.hama dza Atwel mutsai mwana.muridzi wemota nganyatso bvunzwa nenyaya iyoyi futi
😢 may his soul Rest In Peace
CCTV & Police Patrol needed ASAP
Shame mazuva ekupedzisira
R.G you missed taisaziziva izvi
He was our youth in our church and was very active guy
Maybe, the Government should reconsider capital punishment, this might lessen the brutal killing of innocent citizens.
Zim yatoshata zuro ndizuro vakomana kwapisa navanhu vane moyo yakaoma 💔💔
If its indrive can't they investigate from indrive servers
Hey zvakaoma
Plus kana wasangana nematsotsi usada kurwisana navo vape zvavarikuda vaenda, kana iri phone unozotenga imwe, zvino hupenyu hautengeki
But let police track last calls full stop .last calls during that time ndopane suspect ipapo
We need police at night first… and street lights then we talk about zvema camera
Haa zimbabwe yashata hayo zvinorwadza izvi😢
Family ngayiende Kwasekuru kafera, hazvipere mushe
Unotouraiwa newaunotruster hazvina kwazvo
Zim yaipa
That area has cctv and most likely they are not robbers there is a club nearby and I am sure that's where the fracas started
Chii chinombonzi indrive/ uber or bolt zvavako here kuZim
I hope other drivers make use of those dash.cams at least paiita trace yekuti who were the last people to be in contact with him
MHSRIP 🕊😿
Hmmmm zvorwadza
Vanhu vakadzingwa ku S.A ndovakuita izvi bcz ndobasa ravaiita ku joni uko
Yoooo vanhu vaipa
Zvakaoma! Mwari imikaimi!
Mapuriswa ngaapiwe masimba akati wandeeei. U will thank me later
Wake up bro go and fight your battle don’t rest till justice is served
Sorry hama.
Zimbabwe this becoming a norm
Nhayi Mwari weee😭😭💔💔
Zvinorwadza ,may his soul rest in peace
Shame ndakarwadziwa hangu I know her anonzi Artwell mwana wandakakura ndichiona kwazvimba
Ummm haaa zvakaoma azvidi kudai 24years hre ummm mwari pindirai weduwe